Mako 15:15
Mako 15:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Achida kufadza vanhu, Pirato akasunungura Bharabhasi. Akaita kuti Jesu arohwe, uye akamuendesa kuti andorovererwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 15Mako 15:15 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino Pirato, nokuti akanga achida kufadza vanhu vazhinji, akavasunungurira Bharabhasi, asi Jesu akamurovesa, akamuisa kwavari kuti aroverwe pamuchinjikwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 15Mako 15:15 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Zvino Pirato zvaaida kufadza mhomho yavanhu akavasunungurira Bharabhasi. Asi mushure mokurova Jesu akamuturira kwavari kuti aroverwe pamuchinjikwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 15