Mako 14:38
Mako 14:38 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Rindai, munyeŋgetere, kuti murege kupinda mukuidzwa; mŋeya unoɗa hawo, asi nyama hainesimba.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 14Mako 14:38 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Rindai munyengetere kuti murege kuwira mumuedzo. Mweya unoda hawo, asi muviri hauna simba.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 14Mako 14:38 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Rindai, munyengetere, kuti murege kupinda mukuedzwa; mweya unoda hawo, asi nyama haine simba.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 14Mako 14:38 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Rindirai munamate kuti murege kupinda mukuedzwa. Mweya unoda zvawo asi muviri wakarukutika.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 14