Mako 14:36
Mako 14:36 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Akati, “Abha, Baba, zvinhu zvose zvinogoneka kwamuri. Bvisai mukombe uyu kwandiri. Asi kwete kuda kwangu, asi kuda kwenyu.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 14Mako 14:36 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Akati, “Baba, Baba, zvose zvinobvira kwamuri, bvisai mukombe uyu kwandiri, asi kuda kwangu ngakurege kuitwa, asi kuda kwenyu.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 14Mako 14:36 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Akati, “Abba, baba, kwamuri zvose zvinogoneka, bvisai mukombe wamatambudziko uyu pandiri, asi kusave kuda kwangu, asi kuda kwenyu.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 14