Mako 14:34
Mako 14:34 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Akati, “Mweya wangu wazara neshungu kwazvo kusvikira pakufa. Garai pano uye murambe makarinda.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 14Mako 14:34 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Akati kwavari, “Mweya wangu une shungu kwazvo, kusvikira pakufa; garai pano murinde.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 14Mako 14:34 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Akati kwavari, “Ini ndadumbirwa zvokunge ndichafa zvangu. Sarai pano murindire.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 14