Mako 14:27
Mako 14:27 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Jesu akazoti kwavari, “Mucharasiswa mose nokuti zvakanyorwa zvichinzi, ‘Ndicharova mufudzi, hwai dzigopararira.’
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 14Mako 14:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Jesu akati kwavari, “Imi mose muchapararira, nokuti kwakanyorwa kuchinzi: “ ‘Ndicharova mufudzi, makwai agopararira.’
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 14Mako 14:27 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino Jesu akati kwavari, “Imi mose muchagumburwa kwandiri, nokuti kwakanyorwa, kuchinzi, ‘Ndicharova mufudzi, namakwai achaparadzwa.’
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 14Mako 14:27 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Jesu akazoti kwavari, “Mucharasiswa mose nokuti zvakanyorwa zvichinzi, ‘Ndicharova mufudzi, hwai dzigopararira.’
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 14