Mako 13:9
Mako 13:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Munofanira kugara makarinda. Muchaendeswa kumatare mugorohwa mumasinagoge avo. Muchamira pamberi pavabati napamberi pamadzimambo nokuda kwangu, sezvapupu kwavari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 13Mako 13:9 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Zvichenjerei imi, nokuti vachakuisai kumakurukota, uye mucharohwa mumasinagoge, muchaiswa pamberi pamadzishe namadzimambo nokuda kwangu, chive chapupu kwavari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 13Mako 13:9 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Asi imi zvingwarirei nokuti vachakukwidzai pamatare, uye mucharohwa mumasinagogu; muchamira pamberi pavatongi namadzimambo pamusana pangu kuti chive chapupu kwavari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 13