Mako 13:8
Mako 13:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Rudzi ruchamukira rumwe rudzi, uye ushe huchamukira humwe ushe. Pachava nokudengenyeka kwenyika munzvimbo dzakasiyana-siyana, uye nenzara. Izvi ndizvo zvichava kutanga kwamarwadzo okusununguka.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 13Mako 13:8 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti rudzi ruchamukira rudzi, ushe huchamukira ushe; kudengenyeka kwenyika kuchavapo kunedzimwe nzvimbo; nenzara dzichavapo. Ndiko kutanga kwenhamo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 13Mako 13:8 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Rudzi ruchamukirana norumwe rudzi noumambo huchamukirana nohumwe umambo; kuchava nokudengendeka kwapasi, munzvimbo dzakasiyana–siyana; kuchava nedzinzara. Iri rinenge riri romoromo chete ramatambudziko okusununguka.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 13