Mako 13:33
Mako 13:33 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Rindai! Svinurai! Hamuzivi kuti nguva iyo inosvika rini.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 13Mako 13:33 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Chenjerai, murinde, nokunyengetera; nokuti hamuzivi kuti nguva ichasvika rini.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 13Mako 13:33 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Chenjerai mugaririre, nokuti hamuzivi kuti nguva yacho ichasvika rini.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 13