Mako 13:22
Mako 13:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nokuti vanaKristu venhema navaprofita venhema vachaonekwa uye vachaita zviratidzo nezvishamiso kuti vatsause vatsvene, kana zvaigoneka.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 13Mako 13:22 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti vanaKristu venhema vachamuka, navaporofita venhema, vachaita zviratidzo nezvinoshamisa, kuti vatsause vakasanangurwa, kana zvichibvira.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 13Mako 13:22 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Kuchamuka vana kristu venhema navaporofita venhema vachionesa zviratidzo namashura kuti vatsautse vasarudzwi, kana zvichigoneka.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 13