Mako 13:13
Mako 13:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Vanhu vose vachakuvengai nokuda kwangu, asi uyo anotsungirira kusvikira kumagumo achaponeswa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 13Mako 13:13 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Muchavengwa navose nokuda kwezita rangu; asi anotsunga kusvikira pakuguma achaponeswa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 13Mako 13:13 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Uye muchazovengwa navanhu vose pamusana pangu. Uyo anotsungarara kusvikira kumagumo ndiye achaponeswa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 13