Mako 13:10 - Compare All Versions
Mako 13:10 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye vhangeri rinofanira kuparidzwa kundudzi dzose.
Pakurirana nevamwe
Mako 13 BDSCMako 13:10 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vhangeri inofanira kutanga kumboparidzirwa marudzi ose.
Pakurirana nevamwe
Mako 13 SNA2002Mako 13:10 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Shoko Rakanaka rinofanira kuti ritange raparidzwa kumarudzi ose.
Pakurirana nevamwe
Mako 13 SCLBDMako 13:10 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
NeEvaŋgeri inofanira kutaŋga kumboparidzirwa marudzi ose.
Pakurirana nevamwe
Mako 13 SUB1949Mako 13:10 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Shoko Rakanaka rinofanira kuti ritange raparidzwa kumarudzi ose.
Pakurirana nevamwe
Mako 13 SCLB