Mako 12:17
Mako 12:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ipapo Jesu akati kwavari, “Ipai Kesari zvaKesari uye kuna Mwari zvaMwari.” Uye vakashamiswa naye.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 12Mako 12:17 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Jesu akati kwavari, “Ipai Kesari zvaKesari, naMwari zvaMwari.” Vakashamiswa zvikuru naye.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 12Mako 12:17 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Jesu akavati, “Ipai zvaSiza kuna Siza, zvaMwari kuna Mwari.” Vakashamiswa naye zvikuru.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 12