Mako 10:52
Mako 10:52 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Jesu akati, “Enda hako, kutenda kwako kwakuporesa.” Pakarepo meso ake akasvinudzwa uye akatevera Jesu munzira.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 10Mako 10:52 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Jesu akati kwaari, “Enda hako, kutenda kwako kwakuponesa.” Pakarepo akaona, akatevera Jesu munzira.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 10Mako 10:52 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Jesu akati kwaari, “Chienda zvako, chitendero chako chakuponesa.” Pakarepo akabva avakuona, akatevera Jesu munzira.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 10