Mako 10:51
Mako 10:51 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Jesu akamubvunza akati, “Unoda kuti ndikuitirei?” Murume uya bofu akati, “Rabhi, ndinoda kuona.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 10Mako 10:51 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Jesu akamupindura, akati kwaari, “Unoda kuti ndikuitireiko?” Bofu rikati kwaari, “Rabhoni, kuti ndione.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 10Mako 10:51 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Jesu ndokuti kwaari, “Chii chaunoda kuti ndikuitire?” Bofu rakati kwaari, “Mudzidzisi itai kuti ndione.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 10