Mako 10:14
Mako 10:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Jesu paakazviona, akatsamwa. Akati kwavari, “Regai vana vaduku vauye kwandiri, uye musavadzivisa, nokuti umambo hwaMwari ndohwavakadai.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 10Mako 10:14 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino Jesu akati achizviona, akatsamwa, akati kwavari, “Regai vana vaduku vauye kwandiri, musavadzivisa, nokuti ushe hwaMwari ndohwavakadai.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 10Mako 10:14 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Asi Jesu paakazviona akatsamwa ndokuti kwavari, “Regai vana vaduku vauye kwandiri musavarambidze nokuti umambo hwaMwari ndehwevakaita saivava.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 10