Mako 1:22
Mako 1:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Vanhu vakashamiswa nokudzidzisa kwake, nokuti akavadzidzisa somunhu ane simba, asingaiti savadzidzisi vomurayiro.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 1Mako 1:22 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Vakashamiswa nokudzidzisa kwake, nokuti akavadzidzisa somunhu ane chiremera, asingaiti savanyori.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 1Mako 1:22 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Vanhu vakashamiswa kwazvo norudzidziso rwake nokuti aidzidzisa somunhu ane chiremera, kwete senyanzvi dzoMutemo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 1