Mako 1:11 - Compare All Versions
Mako 1:11 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye inzwi rakauya richibva kudenga richiti, “Ndiwe Mwanakomana wangu, wandinoda, wandinofarira kwazvo.”
Pakurirana nevamwe
Mako 1 BDSCMako 1:11 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
izwi rikabva kudenga, richiti, “Ndiwe Mwanakomana wangu mudiwa, ndinokufarira.”
Pakurirana nevamwe
Mako 1 SNA2002Mako 1:11 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Izwi rakabva kudenga richiti, “Iwe ndiwe Mwanakomana wangu wapamwoyo, anondifadza zvikuru.”
Pakurirana nevamwe
Mako 1 SCLBDMako 1:11 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
inzwi rikabva kuɗeŋga, riciti: Ndiwe Mŋanakomana waŋgu unoɗikanwa, ndinokufarira.
Pakurirana nevamwe
Mako 1 SUB1949Mako 1:11 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Izwi rakabva kudenga richiti, “Iwe ndiwe Mwanakomana wangu wapamwoyo, anondifadza zvikuru.”
Pakurirana nevamwe
Mako 1 SCLB