Mako 1:10 - Compare All Versions
Mako 1:10 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jesu paakanga ava kubuda mumvura, akaona denga richizarurwa uye Mweya achiburukira pamusoro pake senjiva.
Pakurirana nevamwe
Mako 1 BDSCMako 1:10 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Pakarepo achibuda mumvura, akaona denga richizarurwa, naMweya achiburukira pamusoro pake senjiva
Pakurirana nevamwe
Mako 1 SNA2002Mako 1:10 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Achangoti budei mumvura, akaona matenga achizaruka naMweya achiburukira pamusoro pake senjiva.
Pakurirana nevamwe
Mako 1 SCLBDMako 1:10 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Pakarepo aciɓuɗa mumvura, akaʋona ɗeŋga ricizarurwa, noMŋeya uciɓurukira pamsoro pake senjiʋa
Pakurirana nevamwe
Mako 1 SUB1949Mako 1:10 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Achangoti budei mumvura, akaona matenga achizaruka naMweya achiburukira pamusoro pake senjiva.
Pakurirana nevamwe
Mako 1 SCLB