Mateo 9:9
Mateo 9:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Jesu akati achipfuurira mberi achibva ikoko, akaona mumwe murume ainzi Mateo agere pahofisi yomuteresi. Akati kwaari, “Nditevere,” uye Mateo akasimuka akamutevera.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 9Mateo 9:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Jesu akati achipfuurira mberi achibva ikoko, akaona mumwe murume ainzi Mateo agere pahofisi yomuteresi. Akati kwaari, “Nditevere,” uye Mateo akasimuka akamutevera.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 9Mateo 9:9 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Jesu akati achibvapo, akaona munhu, ainzi Mateu, agere panotereswa, akati kwaari, “Nditevere!” Ipapo akasimuka, akamutevera.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 9Mateo 9:9 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Jesu paakabva ipapo avakuenda, akaona mumwe murume anonzi Mateu agere pahofisi yomutero. Akati kwaari, “Nditevere.” Iye akabva asimuka omutevera.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 9