Mateo 9:6-7
Mateo 9:6-7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Asi kuti mugoziva kuti Mwanakomana woMunhu ane simba panyika rokuregerera zvivi.” Ipapo akati kumunhu uya akanga akafa mitezo, “Simuka, tora bonde rako uende kumba.” Uye murume uya akasimuka akaenda kumba kwake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 9Mateo 9:6-7 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Asi kuti muzive kuti Mwanakomana womunhu ane simba panyika rokuregerera zvivi,” (akati kumunhu akanga akafa mitezo,) “Simuka, tora nhoo dzako, uende kumba kwako!” Akasimuka, akaenda kumba kwake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 9Mateo 9:6-7 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Zvino kuti muzive kuti Mwanakomana womunhu ane simba panyika rokuregerera zvitadzo” akati kune munhu uya akanga akatonhora mitezo, “Simuka utore bonde rako uende kumusha.” Akasimukawo akaenda kumusha.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 9