Mateo 9:34 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mateo 9:34 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi vaFarisi vakati, “Anodzinga madhimoni nomukuru wamadhimoni.”
Pakurirana nevamwe
Mateo 9 BDSCMateo 9:34 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi vaFarisi vakati, “Anobudisa mweya yakaipa nomukuru wemweya yakaipa.”
Pakurirana nevamwe
Mateo 9 SNA2002Mateo 9:34 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Asi ʋaFarise ʋakati: Unoɓuɗisa mŋeya yakaipa nomukuru wemŋeya yakaipa.
Pakurirana nevamwe
Mateo 9 SUB1949Mateo 9:34 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi vaFarisei vakati, “Anodzinga mweya yakaipa nesimba rejinda roMweya yakaipa.”
Pakurirana nevamwe
Mateo 9 SCLBMateo 9:34 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Asi vaFarisei vakati, “Anodzinga mweya yakaipa nesimba rejinda roMweya yakaipa.”
Pakurirana nevamwe
Mateo 9 SCLBD