Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

Mateo 9:22 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mateo 9:22 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Jesu akatendeuka akamuona ndokubva ati kwaari, “Tsunga mwoyo mwanasikana, kutenda kwako kwakuporesa.” Mudzimai uyu akabva aporeswa pakarepo.

Pakurirana nevamwe
Mateo 9 BDSC

Mateo 9:22 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Asi Jesu akatendeuka, akamuona, akati, “Mukunda, tsunga mwoyo, kutenda kwako kwakuponesa.” Mukadzi akaponeswa kubva panguva iyo.

Pakurirana nevamwe
Mateo 9 SNA2002

Mateo 9:22 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Asi Jesu wakatendeʋuka, akamuʋona, akati: Mukunda, tsuŋga mŋoyo, kutenda kwako kwakuponesa. Mukadzi akaponeswa kubva paŋguʋa iyo.

Pakurirana nevamwe
Mateo 9 SUB1949

Mateo 9:22 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Jesu akatendeuka akamuona akati, “Tsunga mwoyo mukunda, chitendero chako chakuponesa.”

Pakurirana nevamwe
Mateo 9 SCLB

Mateo 9:22 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Jesu akatendeuka akamuona akati, “Tsunga mwoyo mukunda, chitendero chako chakuponesa.”

Pakurirana nevamwe
Mateo 9 SCLBD