Mateo 9:17 - Compare All Versions
Mateo 9:17 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye vanhu havangadiri waini itsva muhombodo tsaru. Kana vakadaro, hombodo dzichaputika, waini ichateuka uye hombodo dzichaparara. Kwete, vanodira waini itsva muhombodo itsva uye zvose zviri zviviri zvinochengetedzeka.”
Mateo 9:17 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Havadiriwo waini itsva muhombodo tsaru, nokuti hombodo dzingaparuka, waini ikateuka, nehombodo dzikapararawo; asi vanodira waini itsva muhombodo itsva, zviviri zvose zvichengeteke.”
Mateo 9:17 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Haʋaɗiri ʋo waini itȿa muhomboɗo tsaru, nokuti homboɗo dziŋgaparuka, waini ikateʋuka, nehomboɗo dzikafa ʋo; asi ʋanoɗira waini itȿa muhomboɗo itȿa, ɀiʋiri ɀose ɀiceŋgeteke.
Mateo 9:17 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Uye waini itsva haiiswi muzvigubhu zvamatehwe zvitsaru. Zvikaitwa saizvozvo, zvigubhu zvinoputika waini ichirasika zvoparara. Aiwa itsva inofanira kuiswa muzvigubhu zvitsva. Saizvozvo zvose zvinobva zvachengeteka.”
Mateo 9:17 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)