Logo yeApp yeBhaibheri
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mateo 9:10 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mateo 9:10 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Jesu akati agere mumba maMateo vachidya kudya kwamanheru, vateresi vazhinji navatadzi vakauya vakadya naye navadzidzi vake.

Pakurirana nevamwe
Mateo 9 BDSC

Mateo 9:10 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Zvino akati agere pakudya mumba, tarira, vateresi vazhinji navatadzi vakauya vakagara pakudya naJesu navadzidzi vake.

Pakurirana nevamwe
Mateo 9 SNA2002

Mateo 9:10 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ɀino wakati agere pakudya mumba, tarira, ʋateresi ʋazhinji naʋatadzi ʋakaʋuya ʋakagara pakudya naJesu naʋadzidzi ʋake.

Pakurirana nevamwe
Mateo 9 SUB1949

Mateo 9:10 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Paakanga akagara pakudya mumba, vateresi vazhinji navatadzi vakauya vakagara pasi vachidya naJesu navadzidzi vake.

Pakurirana nevamwe
Mateo 9 SCLB

Mateo 9:10 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Paakanga akagara pakudya mumba, vateresi vazhinji navatadzi vakauya vakagara pasi vachidya naJesu navadzidzi vake.

Pakurirana nevamwe
Mateo 9 SCLBD