Mateo 8:6
Mateo 8:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Akasvikoti, “Ishe, muranda wangu arere kumba, akafa mitezo, uye ari kurwadziwa zvikuru.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 8Mateo 8:6 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
achiti, “Ishe, muranda wangu avete kumba, akafa mitezo, asi anotambudzika kwazvo.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 8Mateo 8:6 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
achiti, “Tenzi muranda wangu arere kumba; mitezo yake yatonhora uye ari kurwadziwa zvakanyanya.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 8