Mateo 8:5
Mateo 8:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Jesu akati apinda muKapenaume, mukuru wezana akauya kwaari achikumbira rubatsiro.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 8Mateo 8:5 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Akati apinda Kapenaume, mumwe mukuru wezana akauya kwaari, akakumbira zvikuru kwaari
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 8Mateo 8:5 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Paakapinda muKapenaumu, mumwe mukuru wezana ramasoja akauya kwaari achimuteterera
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 8