Logo yeApp yeBhaibheri
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mateo 8:29 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mateo 8:29 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Vakadanidzira vachiti, “Munodeiko kwatiri, Mwanakomana waMwari? Mauya kuzotirwadzisa here iyo nguva yakatarwa isati yasvika?”

Pakurirana nevamwe
Mateo 8 BDSC

Mateo 8:29 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Zvino vakadanidzira, vachiti, “Tinemhaka yeiko nemi, Mwanakomana waMwari? Mauya pano kuzotitambudza, nguva isati yasvika here?”

Pakurirana nevamwe
Mateo 8 SNA2002

Mateo 8:29 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ɀino ʋakaɗanidzira, ʋaciti: Tinemhaka yeiko nemi, Mŋanakomana waMŋari? Maʋuya pano kuzotirwadzisa, ŋguʋa isati yaȿika here?

Pakurirana nevamwe
Mateo 8 SUB1949

Mateo 8:29 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Vakabva vazhamba vachiti, “Unei nesu, Mwanakomana waMwari. Wauya kuzotirwadzisa here nguva isati yasvika.”

Pakurirana nevamwe
Mateo 8 SCLB

Mateo 8:29 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Vakabva vazhamba vachiti, “Unei nesu, Mwanakomana waMwari. Wauya kuzotirwadzisa here nguva isati yasvika.”

Pakurirana nevamwe
Mateo 8 SCLBD