Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

Mateo 8:2 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mateo 8:2 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Mumwe murume aiva namaperembudzi akauya akasvikopfugama paari akati, “Ishe, kana muchida, munogona kundinatsa.”

Pakurirana nevamwe
Mateo 8 BDSC

Mateo 8:2 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Tarira, munhu anamaperembudzi akauya kwaari, akamupfugamira, akati, “Ishe, kana muchida, munogona kundinatsa.”

Pakurirana nevamwe
Mateo 8 SNA2002

Mateo 8:2 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Tarira, munhu unamaperembudzi akaʋuya kwaari, akamunamata, akati: Ishe, kana muciɗa, munogona kundinatsa.

Pakurirana nevamwe
Mateo 8 SUB1949

Mateo 8:2 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Hoyo mumwe munhu akanga ana maperembudzi akauya kwaari akasvikopfugama pamberi pake achiti, “Tenzi, kana muchida zvenyu, munokwanisa kundiporesa muchindichenura.”

Pakurirana nevamwe
Mateo 8 SCLB

Mateo 8:2 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Hoyo mumwe munhu akanga ana maperembudzi akauya kwaari akasvikopfugama pamberi pake achiti, “Tenzi, kana muchida zvenyu, munokwanisa kundiporesa muchindichenura.”

Pakurirana nevamwe
Mateo 8 SCLBD