Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

Mateo 8:19 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mateo 8:19 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Ipapo mumwe mudzidzisi womurayiro akauya kwaari akati, “Mudzidzisi, ndichakuteverai kwose kwamunoenda.”

Pakurirana nevamwe
Mateo 8 BDSC

Mateo 8:19 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Zvino mumwe munyori akauya akati kwaari, “Mudzidzisi, ndichakuteverai kwose kwamunoenda.”

Pakurirana nevamwe
Mateo 8 SNA2002

Mateo 8:19 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ɀino mumŋe munyori akaʋuya akati kwaari: Mudzidzisi, ndicakuteʋerai kwose kwamunoenda.

Pakurirana nevamwe
Mateo 8 SUB1949

Mateo 8:19 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Imwe nyanzvi yomutemo yakauya ikati kwaari, “Mudzidzisi ini ndinoda kukuteverai kose zvako kwamunoenda.”

Pakurirana nevamwe
Mateo 8 SCLB

Mateo 8:19 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Imwe nyanzvi yomutemo yakauya ikati kwaari, “Mudzidzisi ini ndinoda kukuteverai kose zvako kwamunoenda.”

Pakurirana nevamwe
Mateo 8 SCLBD