Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

Mateo 8:18 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mateo 8:18 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Jesu akati aona vanhu vazhinji vakamukomberedza akarayira kuti vayambuke vaende kune rimwe divi regungwa.

Pakurirana nevamwe
Mateo 8 BDSC

Mateo 8:18 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Jesu, akati achiona vanhu vazhinji vakamukomba, akaraira kuti vayambukire mhiri.

Pakurirana nevamwe
Mateo 8 SNA2002

Mateo 8:18 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Jesu, wakati aciʋona ʋanhu ʋazhinji ʋakamukomba, akaraira kuti ʋayambukire mhiri.

Pakurirana nevamwe
Mateo 8 SUB1949

Mateo 8:18 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Jesu, paakaona gungano guru ravanhu vakanga vamuunganira akati, ngatiyambukei mhiri.

Pakurirana nevamwe
Mateo 8 SCLB

Mateo 8:18 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Jesu, paakaona gungano guru ravanhu vakanga vamuunganira akati, ngatiyambukei mhiri.

Pakurirana nevamwe
Mateo 8 SCLBD