Mateo 8:17 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mateo 8:17 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Izvi zvaizadzisa zvakanga zvataurwa kubudikidza nomuprofita Isaya zvichinzi: “Akatakura utera hwedu hwose uye akatakura zvirwere zvedu zvose.”
Pakurirana nevamwe
Mateo 8 BDSCMateo 8:17 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kuti zviitike zvakarehwa nomuporofita Isaya, achiti, “Iye akatora utera hwedu, akatakura zvirwere zvedu.”
Pakurirana nevamwe
Mateo 8 SNA2002Mateo 8:17 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Kuti ɀiitike ɀakarebga nomuprofita Isaya, aciti: Iye wakatora ʋutera bgeɗu, akatakura marwere eɗu.
Pakurirana nevamwe
Mateo 8 SUB1949Mateo 8:17 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akaita izvi kuti azadzise zvakataurwa nomuporofita Isaya zvokuti, “Akabvisa zvirwere zvedu akatakura matenda edu.”
Pakurirana nevamwe
Mateo 8 SCLBMateo 8:17 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Akaita izvi kuti azadzise zvakataurwa nomuporofita Isaya zvokuti, “Akabvisa zvirwere zvedu akatakura matenda edu.”
Pakurirana nevamwe
Mateo 8 SCLBD