Mateo 8:16
Mateo 8:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ava madekwana, vazhinji vakanga vakabatwa namadhimoni vakauyiswa kwaari, uye akadzinga mweya iyoyo neshoko akaporesa vose vairwara.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 8Mateo 8:16 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ava madekwana, vakauya kwaari navazhinji vaiva nemweya yakaipa; akabudisa mweya neshoko, akaporesa vose vairwara.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 8Mateo 8:16 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Manheru acho, vanhu vakauya kuna Jesu navanhu vazhinji vakanga vakagarwa nemweya yakaipa. Akadzinga mweya iyoyo nokungotaura nomuromo chete. Akaporesawo vose vakanga vachirwara.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 8