Mateo 8:10
Mateo 8:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Jesu akati anzwa izvi, akashamiswa akati kuna avo vaimutevera, “Ndinokuudzai chokwadi, handisati ndaona munhu ane rutendo rwakadai muIsraeri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 8Mateo 8:10 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Jesu, akati achinzwa izvozvo, akashamiswa, akati kunavakanga vachitevera, zvirokwazvo, ndinoti kwamuri, “Handina kumboona kutenda kwakadai, kunyange napakati pavaIsiraeri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 8Mateo 8:10 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Jesu paakamunzwa akashamiswa. Akati kuna vaimutevera, “Zvechokwadi ndinoti kwamuri, kunyange muIsiraeri handina kumboona chitendero chakadai.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 8