Mateo 7:26
Mateo 7:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Asi munhu wose anonzwa mashoko angu aya akasaaita, akafanana nomurume benzi akavakira imba yake mujecha.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 7Mateo 7:26 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Mumwe nomumwe anonzwa mashoko angu awa, akasaaita, angafananidzwa nomurume benzi, akavaka imba yake pajecha.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 7Mateo 7:26 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Munhu wose anonzwa mazwi angu aya, asingaachengeti, akaita somurume benzi akavakira imba yake pajecha.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 7