Mateo 7:24
Mateo 7:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Naizvozvo munhu anonzwa mashoko angu aya, uye akaaita, akafanana nemurume akachenjera uyo akavaka imba yake paruware.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 7Mateo 7:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Naizvozvo munhu anonzwa mashoko angu aya, uye akaaita, akafanana nemurume akachenjera uyo akavaka imba yake paruware.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 7Mateo 7:24 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Naizvozvo mumwe nomumwe anonzwa mashoko angu awa, akaaita, angafananidzwa nomurume akachenjera, akavaka imba yake paruware.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 7Mateo 7:24 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
“Naizvozvo munhu wose anonzwa mazwi angu aya achiita zvaanoreva, achave somunhu mungwaru akavakira imba yake paruware.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 7