Mateo 7:1-2
Mateo 7:1-2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Usatonga kuti newewo urege kutongwa. Nokuti nzira yaunotonga nayo vamwe ndiyo yauchatongwa nayo, uye chiero chaunoshandisa ndicho chichashandiswa kwauri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 7Mateo 7:1-2 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Musatonga, kuti murege kutongwa; nokuti kutonga kwamunotonga nako, muchatongwa nako, nechiero chamunoera nacho, muchaerwa nacho.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 7Mateo 7:1-2 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
“Musatonge vamwe, imiwo hamuzotongwi. Matongero amunoita vamwe ndiwo amuchatongwawo nawo. Mwero wamunoera nawo, ndiwo mwero wamuchaererwawo nawo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 7