Mateo 6:4
Mateo 6:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
kuitira kuti kupa kwako kuve pakavanda. Ipapo Baba vako, vanoona zvinoitwa pakavanda, vachakupa mubayiro.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 6Mateo 6:4 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
kuti kupa kwako kuve pakavanda; ipapo Baba vako vanoona pakavanda vachakupa mubayiro.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 6Mateo 6:4 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
kuti Baba venyu vanoona muchivande vagokupai mubayiro.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 6