Mateo 6:31 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mateo 6:31 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo musafunganya muchiti, ‘Tichadyei?’ kana kuti, ‘Tichanwei?’ kana ‘Tichapfekei?’
Pakurirana nevamwe
Mateo 6 BDSCMateo 6:31 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Naizvozvo musafunganya muchiti, ‘Tichadyei?’ Kana, ‘Tichanweyi?’ Kana, ‘Tichapfekeiko?’
Pakurirana nevamwe
Mateo 6 SNA2002Mateo 6:31 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Naiɀoɀo musafuŋganya muciti: Ticadyei? Kana: Ticanwei? Kana: Ticafukeiko?
Pakurirana nevamwe
Mateo 6 SUB1949Mateo 6:31 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saka musazvidye mwoyo muchiti tichadyei kana kuti tichanwei kana kuti tichapfekei.
Pakurirana nevamwe
Mateo 6 SCLBMateo 6:31 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Saka musazvidye mwoyo muchiti tichadyei kana kuti tichanwei kana kuti tichapfekei.
Pakurirana nevamwe
Mateo 6 SCLBD