Mateo 6:29
Mateo 6:29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Asi ndinokuudzai kuti kunyange naSoromoni mukubwinya kwake kwose, haana kumboshonga serimwe ramaruva aya.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 6Mateo 6:29 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
asi ndinoti kwamuri, kuti kunyange naSoromoni pakubwinya kwake kwose, haana kushongedzwa serimwe rawo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 6Mateo 6:29 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Asi ndinoti kwamuri kunyange Soromoni pachake nembiri yake yose iya, akanga asina kushongedzwa serimwe raiwaya.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 6