Mateo 6:28 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mateo 6:28 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Ko, munofunganyirei pamusoro pezvokupfeka? Tarirai kuti maruva esango anokura sei? Haashandi kana kuruka.
Pakurirana nevamwe
Mateo 6 BDSCMateo 6:28 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Munofunganyireiko pamusoro pezvokupfeka? Fungai maruva ebundo, kumera kwawo; haabati basa, haaruki
Pakurirana nevamwe
Mateo 6 SNA2002Mateo 6:28 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Munofuŋganyireiko pamsoro peɀokufuka? Fuŋgai maruʋa eɓundo, kumera kwawo; haaɓati, haaruki
Pakurirana nevamwe
Mateo 6 SUB1949Mateo 6:28 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ko munozvinetsereiko muchifunga nezvokupfeka? Tarisai muone maruva esango kuti anokura sei. Haabati basa kana kuruka.
Pakurirana nevamwe
Mateo 6 SCLBMateo 6:28 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Ko munozvinetsereiko muchifunga nezvokupfeka? Tarisai muone maruva esango kuti anokura sei. Haabati basa kana kuruka.
Pakurirana nevamwe
Mateo 6 SCLBD