Mateo 6:26
Mateo 6:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Tarirai shiri dzinobhururuka, hadzidyari kana kukohwa kana kuisa zvokudya mumatura, asi Baba venyu vari kudenga vanodzipa zvokudya. Imi hamuna kukosha kudzipfuura nokure kwazvo here?
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 6Mateo 6:26 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Tarirai shiri dzokudenga, hadzidyari, hadzikohwi, hadzitutiri mumatura; asi Baba venyu vari kudenga vanodzipa zvokudya. Imi hamudzipfuuri zvikuru here?
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 6Mateo 6:26 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
“Tarisai muone shiri dzedenga hadzidyari kana kukohwa kana kuunganidza mumatura asi Baba venyu vokudenga vanodzipa chokudya. Hamuna kukosha here kupinda idzo?
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 6