Mateo 6:13
Mateo 6:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Musatitungamirira mukuedzwa, uye mutinunure kubva kuno wakaipa.’
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 6Mateo 6:13 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Musatirege tichiedzwa, asi mutinunurei pane zvakaipa. (Nokuti ushe ndohwenyu, nesimba nokubwinya, nokusingaperi. Ameni)’
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 6Mateo 6:13 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Musatirege tichipinda muchiedzo. Asi tinunureiwo kune zvakaipa.’ Nokuti umambo ndowenyu, nesimba nembiri, narini narini. Ameni.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 6