Mateo 6:1
Mateo 6:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Chenjerai kuti murege kuita ‘mabasa enyu okururama’ pamberi pavanhu kuti muonekwe navo. Kana mukaita saizvozvo, hamuzovi nomubayiro kuna Baba venyu vari kudenga.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 6Mateo 6:1 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Chenjerai, kuti murege kuita kururama kwenyu pamberi pavanhu, kuti muonekwe navo; kana madaro hamuna mubayiro kuna baba venyu vari kudenga.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 6Mateo 6:1 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
“Ngwarirai kuti murege kuita zvokushamisira pamberi pavanhu kuti vakuonei mukuita kwenyu kwakarurama. Nokuti mukadaro hamuzowana mubayiro unobva kuna Baba venyu vari kudenga.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 6