Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

Mateo 5:42 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mateo 5:42 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Kana munhu akakukumbira chinhu, mupe, uye usafuratira munhu anoda kukwereta kwauri.

Pakurirana nevamwe
Mateo 5 BDSC

Mateo 5:42 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

“Anokumbira kwauri mupe, usafuratira anoda kukwereta kwauri.

Pakurirana nevamwe
Mateo 5 SNA2002

Mateo 5:42 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Unokumbira kwauri umupe, usafuratira unoɗa kukwereta kwauri.

Pakurirana nevamwe
Mateo 5 SUB1949

Mateo 5:42 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Munhu anokukumbira, mupe. Usanyime uyo anoda kukukwereta.

Pakurirana nevamwe
Mateo 5 SCLB

Mateo 5:42 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Munhu anokukumbira, mupe. Usanyime uyo anoda kukukwereta.

Pakurirana nevamwe
Mateo 5 SCLBD