Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

Mateo 5:41 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mateo 5:41 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Kana munhu akakumanikidza kufamba mutunhu mumwe chete, famba naye miviri.

Pakurirana nevamwe
Mateo 5 BDSC

Mateo 5:41 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Ani naani anokumanikidza kuenda maira imwe, uende naye mbiri.

Pakurirana nevamwe
Mateo 5 SNA2002

Mateo 5:41 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Aninani unokumanikidza kuenda maira imŋe, uende naye mbiri.

Pakurirana nevamwe
Mateo 5 SUB1949

Mateo 5:41 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Kana munhu akakumanikidza kuti umuperekedze kiromita imwechete, muperekedze kwamakiromita maviri.

Pakurirana nevamwe
Mateo 5 SCLB

Mateo 5:41 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Kana munhu akakumanikidza kuti umuperekedze kiromita imwechete, muperekedze kwamakiromita maviri.

Pakurirana nevamwe
Mateo 5 SCLBD