Mateo 5:40 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mateo 5:40 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana munhu akakukwirira kumatare achida kukutorera nguo yako, rega atorewo nejasi rako.
Pakurirana nevamwe
Mateo 5 BDSCMateo 5:40 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana munhu achida kukukwirira, kuti akutorere nguo yako yomukati, umutendere nenguo yokunzewo.
Pakurirana nevamwe
Mateo 5 SNA2002Mateo 5:40 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Kana munhu aciɗa kukukwirira, kuti akutorere ŋguʋo yako yomukati, umutendere neŋguʋo yokunze ʋo.
Pakurirana nevamwe
Mateo 5 SUB1949Mateo 5:40 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana munhu achida kukukwirira dare achida kukutorera bhatye rako ibva wamupa nejasi rako.
Pakurirana nevamwe
Mateo 5 SCLBMateo 5:40 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Kana munhu achida kukukwirira dare achida kukutorera bhatye rako ibva wamupa nejasi rako.
Pakurirana nevamwe
Mateo 5 SCLBD