Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

Mateo 5:31 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mateo 5:31 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

“Zvakanzi, ‘Ani naani anoramba mukadzi wake anofanira kumupa gwaro rokurambana.’

Pakurirana nevamwe
Mateo 5 BDSC

Mateo 5:31 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Zvakanziwo, ‘Ani naani anoramba mukadzi wake, ngaamupe rugwaro rwokumuramba.’

Pakurirana nevamwe
Mateo 5 SNA2002

Mateo 5:31 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ɀakanzi ʋo: Aninani unorasha mukadzi wake, ŋgaamupe rugwaro rwokumuramba.

Pakurirana nevamwe
Mateo 5 SUB1949

Mateo 5:31 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

“Zvakanziwo uyo anoramba mukadzi wake ngaamupe tsamba yegupuro.

Pakurirana nevamwe
Mateo 5 SCLB

Mateo 5:31 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

“Zvakanziwo uyo anoramba mukadzi wake ngaamupe tsamba yegupuro.

Pakurirana nevamwe
Mateo 5 SCLBD