Mateo 5:3-6
Mateo 5:3-6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Vakaropafadzwa varombo pamweya, nokuti umambo hwokudenga ndohwavo. Vakaropafadzwa vanochema nokuti vachanyaradzwa. Vakaropafadzwa vanyoro nokuti vachagara nhaka yenyika. Vakaropafadzwa avo vane nzara nenyota yokuita zvakarurama nokuti vachagutswa kwazvo.
Mateo 5:3-6 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Vakaropafadzwa varombo mumweya; nokuti ushe hwedenga ndohwavo. “Vakaropafadzwa vanochema; nokuti vachanyaradzwa. “Vakaropafadzwa vakapfava; nokuti vachagara nhaka yenyika. “Vakaropafadzwa vane nzara nenyota yoururami; nokuti vachagutiswa.
Mateo 5:3-6 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
“Vakakomborerwa zvavo varombo mumweya nokuti umambo hwedenga ndohwavo. Vakakomborerwa zvavo vanochema nokuti vachanyaradzwa vakakomborerwa zvavo vakapfava nokuti vachawana nhaka yenyika. Vakakomborerwa zvavo vane nzara nenyota yoururami nokuti vachagutswa.
Mateo 5:3-6 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Ʋakaropafadzwa ʋarombo pamŋeya; nokuti ʋushe bgokuɗeŋga ndobgaʋo. Ʋakaropafadzwa ʋanocema; nokuti ʋacanyaradzwa. Ʋakaropafadzwa ʋanyoro; nokuti ʋacagara nhaka yenyika. Ʋakaropafadzwa ʋanenzara nenyota yokururama; nokuti ʋacagutiswa kwaɀo.
Mateo 5:3-6 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)