Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

Mateo 5:21 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mateo 5:21 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

“Makanzwa zvakataurwa kune vanhu vekare zvichinzi, ‘Usauraya uye ani naani anouraya achatongwa.’

Pakurirana nevamwe
Mateo 5 BDSC

Mateo 5:21 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

“Makanzwa kuti zvakanzi kunavakare, ‘Usauraya; ani naani anouraya achapara mhosva ingatongwa;’

Pakurirana nevamwe
Mateo 5 SNA2002

Mateo 5:21 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Makanzwa kuti ɀakanzi kunaʋekare: Usaʋuraya; aninani unoʋuraya ucapara mhoȿa iŋgatoŋgwa

Pakurirana nevamwe
Mateo 5 SUB1949

Mateo 5:21 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

“Makanzwa kuti zvakanzi kuna vakare, ‘Usauraye. “ ‘Ani naani anouraya achatongwa.’

Pakurirana nevamwe
Mateo 5 SCLB

Mateo 5:21 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

“Makanzwa kuti zvakanzi kuna vakare, ‘Usauraye. “ ‘Ani naani anouraya achatongwa.’

Pakurirana nevamwe
Mateo 5 SCLBD