Mateo 5:14-15
Mateo 5:14-15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Imi muri chiedza chenyika. Guta riri pamusoro pegomo haringavanziki. Uye vanhu havangatungidzi mwenje vagouisa pasi pedengu. Asi kutoti vanouisa pachigadziko kuti uvhenekere vose vari mumba.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 5Mateo 5:14-15 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Imi muri chiedza chenyika. Guta rakavakwa pagomo haringavanziki. Nomwenje havangautungidzi, vakauisa pasi pedengu, asi pachigadziko, uvhenekere vose vari mumba.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 5Mateo 5:14-15 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
“Imi muri chiedza chapasi. Guta rakavakirwa pagomo harivanziki. Vanhu havatungidzi mwenje vachiukwidibira nedengu asi kuti vanotouisa pachigadzikiro chomwenje uchivhenekera vose vari mumbamo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 5